Nehemia 1:11 - Shona BIBLE11 Haiwa, Jehovha, ndinokumbira kuti nzeve yenyu iteerere kunyengetera kwomuranda wenyu nokunyengetera kwavaranda venyu vanofarira kutya zita renyu; fambisai henyu muranda wenyu zvakanaka nhasi, mumuwanise tsitsi pamberi pomunhu uyu.” (Zvino ini ndakanga ndiri mudiri wamambo.) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Haiwa, Jehova, ndinokumbira kuti nzeʋe yenyu iterere kunyeŋgetera kwomuranda wenyu nokunyeŋgetera kwaʋaranda ʋenyu ʋanofarira kutya zita renyu; fambisai henyu muranda wenyu ɀakanaka nhasi, mumuwanise tsitsi pamberi pomunhu uyu. (Ɀino ini ndakaŋga ndiri muɗiri wamambo.) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Haiwa, Jehovha, ndinokumbira kuti nzeve yenyu iteerere kunyengetera kwomuranda wenyu nokunyengetera kwavaranda venyu vanofarira kutya zita renyu; fambisai henyu muranda wenyu zvakanaka nhasi, mumuwanise tsitsi pamberi pomunhu uyu.” (Zvino ini ndakanga ndiri mudiri wamambo.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nhai Tenzi rerekeraiwo nzeve yenyu kumunamato weni muranda wenyu nokumunamato wavaranda venyu vanofarira kutya zita renyu. Muitewo kuti ini muranda wenyu ndibudirire nhasi uno, mupewo kuti ndiitirwe tsiye nyoro nomurume iyeyu.” Izvozvo ndini ndaiva wokuona nezvewaini yokwamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nhai Tenzi rerekeraiwo nzeve yenyu kumunamato weni muranda wenyu nokumunamato wavaranda venyu vanofarira kutya zita renyu. Muitewo kuti ini muranda wenyu ndibudirire nhasi uno, mupewo kuti ndiitirwe tsiye nyoro nomurume iyeyu.” Izvozvo ndini ndaiva wokuona nezvewaini yokwamambo. Viz kapitola |