Nahumi 1:8 - Shona BIBLE8 Asi achaparadza kwazvo nzvimbo yeguta nemvura inokukura, achidzingana navavengi vake kusvikira murima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ucaparadza kwaɀo nɀimbo yeguta nemvura inokukura, acidziŋgana naʋaʋeŋgi ʋake kuȿikira murima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi achaparadza kwazvo nzvimbo yeguta nemvura inokukura, achidzingana navavengi vake kusvikira murima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi nemafashamo achanyatsoritsvaira panzvimbo paro achironda vavengi vake kusvikira murima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi nemafashamo achanyatsoritsvaira panzvimbo paro achironda vavengi vake kusvikira murima. Viz kapitola |