Mupiro 7:9 - Shona BIBLE9 Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakabikwa muchoto, nezvose zvakagadzirwa mugango kana muhari, zvichava zvomupristi unouya nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cipiriso cimŋe necimŋe coʋupfu, cakaɓikwa mucoto, neɀose ɀakagadzirwa mugaŋgo kana muhari, ɀicaʋa ɀomuprista unoʋuya naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakabikwa muchoto, nezvose zvakagadzirwa mugango kana muhari, zvichava zvomupristi unouya nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chingwa chinenge chakabikirwa muovhoni kana chakabikirwa mupani kana kuti chinenge chakaitwa zvokusasika pamoto, chemupiro wembesanwa wose wose zvawo, ndechemupristi anenge apira mupiro iwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chingwa chinenge chakabikirwa muovhoni kana chakabikirwa mupani kana kuti chinenge chakaitwa zvokusasika pamoto, chemupiro wembesanwa wose wose zvawo, ndechemupristi anenge apira mupiro iwoyo. Viz kapitola |