Mupiro 7:27 - Shona BIBLE27 Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Aninani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.” Viz kapitola |