Mupiro 7:24 - Shona BIBLE24 Mafuta echinhu chakangofa choga, namafuta echinhu chakaurayiwa nezvikara, angabatwa nawo pamabasa ose, asi hamufaniri kutongoadya.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mafuta ecinhu cakaŋgofa coga, namafuta ecinhu cakaʋurawa neɀikara, aŋgaɓatwa nawo pamaɓasa ose, asi hamufaniri kutoŋgoadya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mafuta echinhu chakangofa choga, namafuta echinhu chakaurawa nezvikara, angabatwa nawo pamabasa ose, asi hamufaniri kutongoadya.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya. Viz kapitola |