Mupiro 7:10 - Shona BIBLE10 Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Cipiriso cimŋe necimŋe coʋupfu, cakakanyiwa namafuta, kana cakawoma, cinofanira kupiwa ʋanakomana ʋose ʋaAroni, mumŋe nomumŋe, ʋacienzaniswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza. Viz kapitola |