Mupiro 6:5 - Shona BIBLE5 kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 kana cinhu cipi necipi caakaŋga apika nhema pamsor paco; ŋgaacidzose cose, awedzere kwaciri ceshanu caco, acipe muridzi waco nomusi waanowanikwa kuti unemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 kunyange chiya chaakatopika nezvacho zvenhema. Ngaachidzosere chakanyatsokwana, anofanira kuwedzera chikamu cheshanu pachiri achipe kumuridzi wacho musi wokupira chibayiro chake chokupfupira zvitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 kunyange chiya chaakatopika nezvacho zvenhema. Ngaachidzosere chakanyatsokwana, anofanira kuwedzera chikamu cheshanu pachiri achipe kumuridzi wacho musi wokupira chibayiro chake chokupfupira zvitadzo. Viz kapitola |