Mupiro 6:30 - Shona BIBLE30 Zvipiriso zvose zvezvivi, kana rimwe ropa razvo rakaiswa mutende rokusangana kuzoyananisira panzvimbo tsvene, ngazvirege kudyiwa; zvinofanira kupiswa nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀipiriso ɀose ɀeɀiʋi, kana rimŋe ropa raɀo rakaiswa mutente rokusoŋgana kuzoyananisira panɀimbo tȿene, ŋgaɀirege kudyiwa; ɀinofanira kupiswa nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvipiriso zvose zvezvivi, kana rimwe ropa razvo rakaiswa mutende rokusangana kuzoyananisira panzvimbo tsvene, ngazvirege kudyiwa; zvinofanira kupiswa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Hapana chibayiro chemupiro wokupfupira zvitadzo chinofanira kudyiwa kana ropa racho rambounzwa mutendhe rokusanganira kuzopfupira zvitadzo. Chibayiro ichocho chose zvacho ngachipiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Hapana chibayiro chemupiro wokupfupira zvitadzo chinofanira kudyiwa kana ropa racho rambounzwa mutendhe rokusanganira kuzopfupira zvitadzo. Chibayiro ichocho chose zvacho ngachipiswe. Viz kapitola |