Mupiro 6:28 - Shona BIBLE28 Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi hari yevu mayakaɓikirwa, inofanira kuputswa; kana yakaɓikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura. Viz kapitola |