Mupiro 6:21 - Shona BIBLE21 Ngachibikwe namafuta mugango; kana chaibva, uuye nacho; unofanira kuuya nechipiriso choupfu zvimedu–zvimedu zvakakangwa, chive chinhu chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ŋgaciɓikwe namafuta mugaŋgo; kana caibva, uʋuye naco; unofanira kuʋuya necipiriso coʋupfu ɀimeɗu‐ɀimeɗu ɀakakaŋgwa, ciʋe cinhu cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ngachibikwe namafuta mugango; kana chaibva, uuye nacho; unofanira kuuya nechipiriso choupfu zvimedu-zvimedu zvakakangwa, chive chinhu chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Chingwa ichocho ngachive choupfu hwakakanyiwa pamwechete namafuta, chakabikwa mupani. Ngaachimedure-medure chisasikirwe Tenzi somupiro wembesanwa, unonhuhwirira zvinomufadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Chingwa ichocho ngachive choupfu hwakakanyiwa pamwechete namafuta, chakabikwa mupani. Ngaachimedure-medure chisasikirwe Tenzi somupiro wembesanwa, unonhuhwirira zvinomufadza. Viz kapitola |