Mupiro 6:14 - Shona BIBLE14 “Murairo wechipiriso choupfu ndiwo: Vanakomana vaAroni vanofanira kuuya nacho pamberi paJehovha paatari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Murairo wecipiriso coʋupfu ndiwo: Ʋanakomana ʋaAroni ʋanofanira kuʋuya naco pamberi paJehova paartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Murayiro wechipiriso choupfu ndiwo: Vanakomana vaAroni vanofanira kuuya nacho pamberi paJehovha paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Mutemo womupiro wembesanwa ndouyu: vanakomana vemhuri yekwaAroni vanofanira kupira mupiro wembesanwa pana Tenzi pamberi peatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Mutemo womupiro wembesanwa ndouyu: vanakomana vemhuri yekwaAroni vanofanira kupira mupiro wembesanwa pana Tenzi pamberi peatari. Viz kapitola |