Mupiro 5:11 - Shona BIBLE11 “Asi kana akasagona kuuya nenjiva mbiri, kana notwana tuviri twenjiva, ngaauye nechipiriso chake pamusoro pokutadza kwake, chive chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, chive chipiriso chezvivi; ngaarege kudira mafuta pamusoro pahwo, kana kuisa zvinonhuwira pamusoro pahwo, nokuti chipiriso chezvivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi kana akasagona kuʋuya nenjiʋa mbiri, kana notwana tuʋiri twenjiʋa, ŋgaaʋuye necipiriso cake pamsoro pokutadza kwake, ciʋe cegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; ŋgaarege kuɗira mafuta pamsoro pabgo, kana kuisa ɀinonhuwira pamsoro pabgo, nokuti cipiriso ceɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Asi kana akasagona kuuya nenjiva mbiri, kana notwana tuviri twenjiva, ngaauye nechipiriso chake pamusoro pokutadza kwake, chive chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, chive chipiriso chezvivi; ngaarege kudira mafuta pamusoro pahwo, kana kuisa zvinonhuwira pamusoro pahwo, nokuti chipiriso chezvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana asingakwanisi kuwana njiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki mbiri, ngaaunze mupiro wokupfupira chitadzo chaakaita weupfu hwekoroni hwakatsetseka hunorema kirogiramu rimwechete hwemupiro wokupfupira. Ngaarege kuisa mafuta eorivhi kana rusenzi muupfu ihwohwo nokuti mupiro iwoyo ndowekupfupira chitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kana asingakwanisi kuwana njiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki mbiri, ngaaunze mupiro wokupfupira chitadzo chaakaita weupfu hwekoroni hwakatsetseka hunorema kirogiramu rimwechete hwemupiro wokupfupira. Ngaarege kuisa mafuta eorivhi kana rusenzi muupfu ihwohwo nokuti mupiro iwoyo ndowekupfupira chitadzo. Viz kapitola |