Mupiro 4:20 - Shona BIBLE20 Ndizvo zvaanofanira kuitira nzombe; sezvaakaitira nzombe yechipiriso chezvivi, ndizvo zvaanofanira kuitira iyi; mupristi anofanira kuvayananisira, vakanganwirwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndiɀo ɀaanofanira kuitira nzombe; seɀaakaitira nzombe yecipiriso ceɀiʋi, ndiɀo ɀaanofanira kuitira iyi; muprista unofanira kuʋayananisira, ʋakaŋganwirwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ndizvo zvaanofanira kuitira nzombe; sezvaakaitira nzombe yechipiriso chezvivi, ndizvo zvaanofanira kuitira iyi; mupristi anofanira kuvayananisira, vakanganwirwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvaanoita nehandira iya yomupiro wokupfupira zvitadzo ndizvo zvaanofanira kuitawo nehandira yechibayiro chezvitadzo. Ipapo mupristi anobva apfupira chitadzo chavo chichibva charegererwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvaanoita nehandira iya yomupiro wokupfupira zvitadzo ndizvo zvaanofanira kuitawo nehandira yechibayiro chezvitadzo. Ipapo mupristi anobva apfupira chitadzo chavo chichibva charegererwa. Viz kapitola |