Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 4:12 - Shona BIBLE

12 nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorasirwa madota, nokuipisira pamusoro pehuni nomoto; ngaipisirwe panorasirwa madota.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorashirwa maɗota, ndokuipisira pamsoro pehuni nomŋoto; ŋgaipisirwe panorashirwa maɗota.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorasirwa madota, ndokuipisira pamusoro pehuni nomoto; ngaipisirwe panorasirwa madota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ngaatakure handira iyoyo yose aende nayo kunze kwematendhe pakachena panorasirwa dota. Ngaapise pamoto wehuni panorasirwa dota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ngaatakure handira iyoyo yose aende nayo kunze kwematendhe pakachena panorasirwa dota. Ngaapise pamoto wehuni panorasirwa dota.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 4:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy