Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 27:7 - Shona BIBLE

7 Kana ana makore makumi matanhatu naanopfuura, kana ari murume, kutara kwako ngakuite mashekeri ane gumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri ane gumi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana anamakore makumi matanhatu naanopfuʋura, kana ari murume, kutara kwako ŋgakuite mashekeri anegumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri anegumi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana ana makore makumi matanhatu naanopfuura, kana ari murume, kutara kwako ngakuite mashekeri ane gumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri ane gumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 27:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy