Mupiro 27:6 - Shona BIBLE6 Kana anomwedzi mumwe kusvikira pamakore mashanu, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri mashanu esirivha, nokutara kwako kwomukadzi ngakuite mashekeri matatu esirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana anomŋedzi mumŋe kuȿikira pamakore mashanu, kutara kwako kwomurume ŋgakuite mashekeri mashanu esirveri, nokutara kwako kwomukadzi ŋgakuite mashekeri matatu esirveri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana anomwedzi mumwe kusvikira pamakore mashanu, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri mashanu esirivha, nokutara kwako kwomukadzi ngakuite mashekeri matatu esirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pwere yechikomana yegore rimwechete kusvikira ine makore mashanu inobvisirwa mari yesirivha yemashekeri mashanu, kana iri pwere yechisikana mari dzesirivha nhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pwere yechikomana yegore rimwechete kusvikira ine makore mashanu inobvisirwa mari yesirivha yemashekeri mashanu, kana iri pwere yechisikana mari dzesirivha nhatu. Viz kapitola |