Mupiro 27:5 - Shona BIBLE5 Kana ana makore anobva pamashanu kusvikira pamakore makumi maviri, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri makumi maviri, nokwomukadzi mashekeri ane gumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana anamakore anobva pamashanu kuȿikira pamakore makumi maʋiri, kutara kwako kwomurume ŋgakuite mashekeri makumi maʋiri, nokwomukadzi mashekeri anegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kana ana makore anobva pamashanu kusvikira pamakore makumi maviri, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri makumi maviri, nokwomukadzi mashekeri ane gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri. Viz kapitola |