Mupiro 27:26 - Shona BIBLE26 “Asi mwana wematangwe pakati pezvipfuwo, uri waJehovha zvauri mwana wedangwe, ngakurege kuva nomunhu unoutsaura; kana iri nzombe, kana gwai, ndezvaJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi mŋana wemhoŋgora pakati peɀipfuwo, uri waJehova ɀauri mŋana wemhoŋgora, ŋgakurege kuʋa nomunhu unoutsaura; kana iri nzombe, kana gwai, ndeɀaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Asi mwana wemhongora pakati pezvipfuwo, uri waJehovha zvauri mwana wemhongora, ngakurege kuva nomunhu unoutsaura; kana iri nzombe, kana gwai, ndezvaJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pamusana pokuti chipfuwo choga choga chinotanga kuberekwa ndechaTenzi, hakuna munhu anofanira kupira dangwe rechipfuwo, chingave mombe kana hwai nokuti ndechaTenzi nakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Pamusana pokuti chipfuwo choga choga chinotanga kuberekwa ndechaTenzi, hakuna munhu anofanira kupira dangwe rechipfuwo, chingave mombe kana hwai nokuti ndechaTenzi nakare. Viz kapitola |