Mupiro 27:22 - Shona BIBLE22 Kana achitsaurira Jehovha munda waakatenga, usati uri munda wenhaka yake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana acitsaurira Jehova munda waakateŋga, usati uri munda wenhaka yake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kana achitsaurira Jehovha munda waakatenga, usati uri munda wenhaka yake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Kana munhu akaturira Tenzi munda waakatenga, usiri wake wenhaka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Kana munhu akaturira Tenzi munda waakatenga, usiri wake wenhaka, Viz kapitola |