Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 27:21 - Shona BIBLE

21 asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore reJubhiri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 asi munda uyu, kana ucisunuŋgurwa negore rejuberi, unofanira kuʋa mutȿene kunaJehova, somunda wakayeriswa; ucaʋa womuprista.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore rejubheri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 27:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy