Mupiro 27:19 - Shona BIBLE19 Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu wakatsaura munda wake aciɗa kuudzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakamutarira, ugoʋa wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. Viz kapitola |