Mupiro 27:13 - Shona BIBLE13 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Viz kapitola |