Mupiro 27:12 - Shona BIBLE12 zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀino muprista unofanira kucitarira muteŋgo, kana cakanaka kana cakaipa; seɀawakacitarira iwe muprista, ndiɀo ɀacicaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Viz kapitola |