Mupiro 27:11 - Shona BIBLE11 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, cisiŋgapiwi Jehova cokutenda naco, cipfuwo ico cinofanira kuiswa kumuprista; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Viz kapitola |