Mupiro 26:9 - Shona BIBLE9 Ini ndichakurangarirai, ndichakuberekesai nokukuwanzai; ndichasimbisa sungano yangu nemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ini ndicakuraŋgarirai, ndicakuɓerekesai nokukuwanzai; ndicasimbisa suŋgano yaŋgu nemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ini ndichakurangarirai, ndichakuberekesai nokukuwanzai; ndichasimbisa sungano yangu nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndichakucheukai, ndikupei chikomborero chokuti muberekane muwande. Ndichachengeta chitendherano changu nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndichakucheukai, ndikupei chikomborero chokuti muberekane muwande. Ndichachengeta chitendherano changu nemi. Viz kapitola |