Mupiro 26:40 - Shona BIBLE40 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋacaɀireʋurura ɀiʋi ɀaʋo neɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, nokuɗarika kwaʋakaɗarika nako kwandiri, ʋuye ɀaʋakandiramba, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira Viz kapitola |