Mupiro 26:35 - Shona BIBLE35 Panguva yose yokuparadzwa kwayo ichazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamaSabata enyu, panguva yamakagaramo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Paŋguʋa yose yokuparadzwa kwayo icazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamasaɓata enyu, paŋguʋa yamakagara’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Panguva yose yokuparadzwa kwayo ichazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamaSabata enyu, panguva yamakagaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. Viz kapitola |