Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 26:34 - Shona BIBLE

34 Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀino nyika icafarira masaɓata ayo, paŋguʋa yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yaʋaʋeŋgi ʋenyu; paŋguʋa iyo nyika icazorora, icifarira masaɓata ayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 26:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy