Mupiro 26:28 - Shona BIBLE28 ipapo neniwo ndichakurambai nokutsamwa kukuru; ndichakurovai kanomwe pamusoro pezvivi zvenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 ipapo neni ʋo ndicakurambai nokutsamŋa kukuru; ndicakuroʋai kanomŋe pamsoro peɀiʋi ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 ipapo neniwo ndichakurambai nokutsamwa kukuru; ndichakurovai kanomwe pamusoro pezvivi zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Viz kapitola |