Mupiro 26:25 - Shona BIBLE25 Ndichauyisa munondo pamusoro penyu, uchatsiva sungano yangu; muchaunganidzwa mumaguta enyu, ini ndichatuma matenda pakati penyu; muchaiswa mumaoko avavengi venyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndicaʋuyisa munondo pamsoro penyu, ucatsiʋa suŋgano yaŋgu; mucaʋuŋganidzwa mumaguta enyu, ini ndicatuma matenda pakati penyu; mucaiswa mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ndichauyisa munondo pamusoro penyu, uchatsiva sungano yangu; muchaunganidzwa mumaguta enyu, ini ndichatuma matenda pakati penyu; muchaiswa mumaoko avavengi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndichakuunzirai hondo ichakurangirai kutadza kuchengeta chitenderano. Kana mukaunganidzana mumaguta enyu, ndichaunza denda pakati penyu, ndichakuisai mumaoko avavengi venyu vachakutongai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndichakuunzirai hondo ichakurangirai kutadza kuchengeta chitenderano. Kana mukaunganidzana mumaguta enyu, ndichaunza denda pakati penyu, ndichakuisai mumaoko avavengi venyu vachakutongai. Viz kapitola |