Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 26:22 - Shona BIBLE

22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu, zvichakupedzerai vana venyu, nokuparadza zvipfuwo zvenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzichashaiwa vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ndicatuma ɀikara ɀesaŋgo pakati penyu, ɀicakupedzerai ʋana ʋenyu, nokuparadza ɀipfuwo ɀenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzicashaiwa ʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu, zvichakupedzerai vana venyu, nokuparadza zvipfuwo zvenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzichashaiwa vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 26:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy