Mupiro 26:2 - Shona BIBLE2 Munofanira kuchengeta maSabata angu, nokukudza imba yangu tsvene; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Munofanira kuceŋgeta masaɓata aŋgu, nokukudza imba yaŋgu tȿene; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Munofanira kuchengeta maSabata angu, nokukudza imba yangu tsvene; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chengetai maSabata angu, muchiremekedza nzvimbo yangu inoera. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chengetai maSabata angu, muchiremekedza nzvimbo yangu inoera. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitola |