Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:17 - Shona BIBLE

17 Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyangwe kusina munhu unokudzingai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ndicakutoŋgai kuti mukundwe pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu, ʋanokuʋeŋgai ʋacaʋa ʋaɓati ʋenyu; mucatiza kunyaŋge kusinomunhu unokudziŋgai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyange kusina munhu unokudzingai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy