Mupiro 26:15 - Shona BIBLE15 kana muchiramba mitemo yangu, kana mweya yenyu ichisema zvandakatonga, kuti murege kuda kuita mirairo yangu yose, asi muchiputsa sungano yangu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kana muciramba mitemo yaŋgu, kana mŋeya yenyu icisema ɀandakatoŋga, kuti murege kuɗa kuita mirairo yaŋgu yose, asi muciputsa suŋgano yaŋgu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 kana muchiramba mitemo yangu, kana mweya yenyu ichisema zvandakatonga, kuti murege kuda kuita mirairo yangu yose, asi muchiputsa sungano yangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana mukaramba mirao yangu, imi nemwoyo yenyu mofuratira zvirevo zvangu, morega kuchengeta mitemo yangu, mochityora zvenyu chitenderano changu nemi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kana mukaramba mirao yangu, imi nemwoyo yenyu mofuratira zvirevo zvangu, morega kuchengeta mitemo yangu, mochityora zvenyu chitenderano changu nemi, Viz kapitola |