Mupiro 26:12 - Shona BIBLE12 Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndicafamba pakati penyu, ndicaʋa Mŋari wenyu, nemi mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndichaenda nemi, ndichava Mwari wenyu imi muri vanhu vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndichaenda nemi, ndichava Mwari wenyu imi muri vanhu vangu. Viz kapitola |