Mupiro 26:11 - Shona BIBLE11 Ndichagadza tabhenakeri yangu pakati penyu; mweya wangu haungakusemiyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndicagadza tabernakeri yaŋgu pakati penyu; mŋeya waŋgu hauŋgakusemiyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ndichagadza tabhenakeri yangu pakati penyu; mweya wangu haungakusemiyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai. Viz kapitola |