Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 25:8 - Shona BIBLE

8 “Unofanira kuverengawo maSabata manomwe amakore, manomwe akaverengwa kanomwe; kuti mazuva amaSabata manomwe amakore aite kwauri makore makumi mana namapfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Unofanira kuʋereŋga ʋo masaɓata manomŋe amakore, manomŋe akaʋereŋgwa kanomŋe; kuti mazuʋa amasaɓata manomŋe amakore aite kwauri makore makumi manna namapfumbamŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Unofanira kuverengawo maSabata manomwe amakore, manomwe akaverengwa kanomwe; kuti mazuva amaSabata manomwe amakore aite kwauri makore makumi mana namapfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Mukachengeta makore okusabata basa muminda kanomwe munenge matokwanisa makumi mana amakore ana makore mapfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Mukachengeta makore okusabata basa muminda kanomwe munenge matokwanisa makumi mana amakore ana makore mapfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 25:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy