Mupiro 25:54 - Shona BIBLE54 Kana asingadzikinurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore reJubhiri, iye navana vake pamwechete naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Kana asiŋgadzikinurwi nemitoʋo iyi, unofanira kusunuŋgurwa negore rejuberi, iye naʋana ʋake pamŋe cete naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Kana asingadzikinurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore rejubheri, iye navana vake pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake. Viz kapitola |