Mupiro 25:40 - Shona BIBLE40 ngaave somubatiri unopiwa mubairo, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore reJubhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ŋgaaʋe somuɓatiri unopiwa muɓairo, kana somutorwa kwauri; ŋgaakuɓatire kuȿikira pagore rejuberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 ngaave somubatiri unopiwa mubayiro, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore rejubheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Ngaagare newe uchimubata somushandi zvake kana kuti muenzi ari kumbogara zvake newe. Ngaakuitire basa somushandi kusvikira gore rehwamanda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Ngaagare newe uchimubata somushandi zvake kana kuti muenzi ari kumbogara zvake newe. Ngaakuitire basa somushandi kusvikira gore rehwamanda, Viz kapitola |