Mupiro 25:35 - Shona BIBLE35 “Kana hama yako ikava murombo, akapera simba anewe, unofanira kumubatsira, agare newe somweni kana mutorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Kana hama yako ikaʋa murombo, akapera simba anewe, unofanira kumuɓatsira, agare newe somŋeni kana mutorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 “Kana hama yako ikava murombo, akapera simba anewe, unofanira kumubatsira, agare newe somweni kana mutorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako. Viz kapitola |