Mupiro 25:33 - Shona BIBLE33 Kana munhu akadzikinura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore reJubhiri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana VaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kana munhu akadzikinura kuʋaRevi, imba yakateŋgeswa neguta rake ɀinofanira kusunuŋgurwa pagore rejuberi; nokuti dzimba mumaguta aʋaRevi ndedzaʋo pakati paʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Kana munhu akadzikinura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore rejubheri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana muRevhi akarega kudzikinura imba yakatengeswa muguta ravo inodzokera kwaari mugore rehwamanda. Nokuti dziri mumaguta avaRevhi ndedzavo mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana muRevhi akarega kudzikinura imba yakatengeswa muguta ravo inodzokera kwaari mugore rehwamanda. Nokuti dziri mumaguta avaRevhi ndedzavo mukati mavaIsiraeri. Viz kapitola |