Mupiro 25:23 - Shona BIBLE23 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nyika haifaniri kuteŋgeswa cose nokusiŋgaperi, nokuti nyika ndeyaŋgu; nokuti muri ʋaeni naʋatorwa kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. Viz kapitola |