Mupiro 25:14 - Shona BIBLE14 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kana uciteŋgesera wokwako cinhu, kana kuteŋga cinhu kwaari, musamanikidzana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Viz kapitola |