Mupiro 24:7 - Shona BIBLE7 Unofanira kuisawo pamusoro penhurikidzwa imwe neimwe zvinonhuwira zvakanaka, kuti chive chokurangaridza chechingwa, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Unofanira kuisa ʋo pamsoro penhurikidzwa imŋe neimŋe ɀinonhuwira ɀakanaka, kuti ciʋe cokuraŋgaridza ceciŋgwa, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Unofanira kuisawo pamusoro penhurikidzwa imwe neimwe zvinonhuwira zvakanaka, kuti chive chokurangaridza chechingwa, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pamitsara iyoyo ngapave norusenzi rwakanakisisa runozova mupiro wechirango wezvokudya unoita zvokupiswa nomoto uchipirwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pamitsara iyoyo ngapave norusenzi rwakanakisisa runozova mupiro wechirango wezvokudya unoita zvokupiswa nomoto uchipirwa kuna Tenzi. Viz kapitola |