Mupiro 24:5 - Shona BIBLE5 “Iwe unofanira kutora upfu hwakatsetseka, ugobika nahwo zvingwa zvine gumi nezviviri; chingwa chimwe nechimwe chinofanira kuitwa nezvegumi zviviri zveefa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iwe unofanira kutora ʋupfu bgakatsetseka, ugoɓika nabgo ɀiŋgwa ɀinegumi neɀiʋiri; ciŋgwa cimŋe necimŋe cinofanira kuitwa neɀegumi ɀiʋiri ɀeefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Iwe unofanira kutora upfu hwakatsetseka, ugobika nahwo zvingwa zvine gumi nezviviri; chingwa chimwe nechimwe chinofanira kuitwa nezvegumi zviviri zveefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Unofanira kutora upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa ubike zvingwa gumi nezviviri, chingwa choga choga chibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Unofanira kutora upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa ubike zvingwa gumi nezviviri, chingwa choga choga chibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri. Viz kapitola |