Mupiro 24:4 - Shona BIBLE4 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kugadzira mŋenje pacigadziko cakaiȿo‐naka ŋguʋa dzose pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. Viz kapitola |