Mupiro 24:3 - Shona BIBLE3 Kunze kweketeni rechipupuriro, mutende rokusangana, Aroni anofanira kuigadzira kubva madekwana kusvikira mangwanani nguva dzose pamberi paJehovha; unofanira kuva mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kunze kwecidzitiro cecipupuriro, mutente rokusoŋgana, Aroni unofanira kuigadzira kubva maɗekwana kuȿikira maŋgwanani ŋguʋa dzose pamberi paJehova; unofanira kuʋa mutemo usiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kunze kwechidzitiro chechipupuriro, mutende rokusangana, Aroni anofanira kuigadzira kubva madekwana kusvikira mangwanani nguva dzose pamberi paJehovha; unofanira kuva mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nechedivi rokunze kwejira rokudzikatirisa bhokisi rechitenderano, mutendhe rokusanganira. Manheru oga oga, Aroni ngaatungidze marambi iwayo ave pana Tenzi achipfuta kusvikira mangwana mangwanani. Iwoyu murao uchange uripo narini wose pazvizvarwa zvenyu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nechedivi rokunze kwejira rokudzikatirisa bhokisi rechitenderano, mutendhe rokusanganira. Manheru oga oga, Aroni ngaatungidze marambi iwayo ave pana Tenzi achipfuta kusvikira mangwana mangwanani. Iwoyu murao uchange uripo narini wose pazvizvarwa zvenyu zvose. Viz kapitola |