Mupiro 24:22 - Shona BIBLE22 Munofanira kuva nomurairo mumwechete kumutorwa kana kune wakaberekerwa panyika; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Munofanira kuʋa nomurairo mumŋe cete kumutorwa kana kunowakaɓerekerwa panyika; nokuti ndini Jehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Munofanira kuva nomurayiro mumwe chete kumutorwa kana kunowakaberekerwa panyika; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mutemo mumwechete iwoyu ndiwo unosunga zvimwechetezvo muIsiraeri nomutorwa nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mutemo mumwechete iwoyu ndiwo unosunga zvimwechetezvo muIsiraeri nomutorwa nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.” Viz kapitola |