Mupiro 24:21 - Shona BIBLE21 Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurayiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Munhu unoʋuraya cipfuwo, unofanira kuripa; unoʋuraya munhu, unofanira kuʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitola |