Mupiro 24:2 - Shona BIBLE2 “Raira vana VaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Raira ʋana ʋaIsraeri kuti ʋaʋuye kwauri namafuta akanaka amaorivi, akaiȿo‐naka akaȿiniwa omŋenje, kuti avenekese mŋenje ŋguʋa dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Raira vana vaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, vakuigire mafuta akanakisisa, emaorivhi akadzvurwa, okuisa mumarambi, kuitira kuti mwenje ugare uchipfuta, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, vakuigire mafuta akanakisisa, emaorivhi akadzvurwa, okuisa mumarambi, kuitira kuti mwenje ugare uchipfuta, Viz kapitola |